(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Dunhu reNyanza Huru dzeAfrica - Wikipedia

Dunhu reNyanza Huru dzeAfrica

Dunhu reNyanza Huru dzeAfrica (African Great Lakes Region) idunhu riri murumana rwunobva pakati kuenda kumabvazuva kweAfrica. Dunhu iri ndiro rine nyanza dzinoti Nyanza Victoria neNyanza Tanganyika.