(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Matongo - Wikipedia

Matongo (abandoned houses or homesteads) kutaura misha isisina anogaramo, vanhu vakatama kana vakapera kufa. Kana uri musha mumwe wakasiyiwa saizvozvi unonzi dongo.

  • Vakare vaitura chirevo chinoti - Rooranai vematongo, apa kureva kuti rooranai vanhu vakakurira mumisha yakafanana tsika nemagariro avo, iyi musha iri pedyo.
  • Kunozopinda kwekaitawani kwevari avo vanogara mumhatso dzedongo: How much more those who dwell in houses of clay. (Job 4:19 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaIkizu vanoti ritongo (n. deserted place) kureva dongo. VaKabwa vanoti eritongo (n. deserted place) kureva dongo.
  • Lenje vanoti matongo (site of abandoned village or camp, garden etc) kureva dongo kana musasa wakare.
  • Zigula vanoti dongo (n. crowd; multitude). Mamwe mazwi: kudongana (v. to follow one another).
  • VaNande vanoti amathongo (abandoned village; ruined dwellings) kureva dongo.
  • VaTonga vanoti citongo, itongo, litongo kana matongo (deserted village) kureva dongo.
  • Xilenge vanoti marumbi (an old home now abandoned) kureva dongo.
  • Taabwa vanoti kiborya (n. ruin, wreck, abandoned village). Babungo vanoti tɔŋ (n. country - foreign country).
  • Luganda vanoti amatongo (v. Desolate). VaYao vanoti masame (deserted village) kureva dongo.