The printable version is no longer supported and may have rendering errors. Please update your browser bookmarks and please use the default browser print function instead.
Kutora (v. take, take over, bring, fetch).
Mukupera kwehondo yechimurenga , hurumende yevatema yakaita chirongwa chekutora mapurazi ichigarisa vanhu vatema.
Murume akawanikwa nembudzi dzkuba atorwa nemapurisa masikati ano.
Zvinotora mavhiki mangani kuti mbambaira dzisvike kubva pamusi wekudyarwa?
Mitauro yeBantu
Bushong inoti tola (v. take, acquire, apprehend; bring, fetch, carry, transport, pick up, take up; blow away by wind; elapse).
Bushong inoti tola (v. arrive at; reach to; arrive, reach). Mamwe mazwi: todi (v. cause to arrive).
Bushong inoti itolala (n. destination, camp, terminus, termination).