Kuhwiridza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuHwiriro)
- Hwiridza (1. Give back. Return 2. Ko - Add more to, 3. Repeat an action ) apa kureva kupamhidza, kudzotsa, kudzokera, kudzokorora kana kuirika.
- Hwiridzira (Repeat an action) apa kureva kupamhidza.
- Kuhwirira kana kubenhuka (1. Come or go back. 2. To Return) apa kureva kudzoka kana kudzokera. Hwirira kuna tenzi wako.
- Hwiriri (One who must return) apa kureva munhu kana chinhu hinoenda chichidzoka.
- Hwiriro- kana -hwiro- (deficient v Further, Again).
- Kuhwiridzira, kubwurudzura kana kubwirudza (To repeat an action; do over again) apa kureva kupamhidza kana kudzokorora. Mazwi aya anagona kuturikira chinonzi recycling kuEnglish.
- Kuhwirinza (cause to return, return).
- Hwirinza?
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Hwiridza chavaridzi chisina ronda: return other people's property undamaged.
- Akandihwiridzira shure: he sent me back.
- Hwirira kumusha kwako: go back home.
- Mangwanani ose hwiriri dzinosvika Harare namadomasi: every morning people who will return home in the evening arrive in Harare with tomatoes for sale.
- Anohwiriroraura maakambobata hove: he fishes again in the pool where he caught fish before.
- Hwiriri yauya: the wanderer has returned.
- Vaka hwiridzirana: they took revenge on one another.
- Vasevenzi vanohwiropinda basa kwavakambenge vachengetwa zvakanaka: workmen return to work at the place where they were looked after well.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gwiri kana kwingwiri (ideo of Starting to follow a spoor. 2. of Setting out on a Journey).
- Spoor (1. The track or scent of an animal - noun; 2. follow the track or scent of (an animal or person - verb).
- Kupamha; kupamhidzira; kuita zve; kurudzura; kupamhurura (from beginning); sima, kusirimidza (same thing continually).
- Ruth 1:8, Endai muhwirire umwe ngaumwe wenyu kumhatso yamai enyu. (kubva muBhaibheri reChiNdau).
- Rabhani wakabvapo, akahwirira kanyi kwake: Then Lavan left and returned to his own place. (Genesis 31:55, Bhaibheri reChiNdau).
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGwere vanoti kwirira (go and return the same day) kureva kuhwirira.
- Mururimi rweLugwere vanoti kwirula (plough a second time).
- VaYao vanoti kuwilisya (to repeat) vachireva kudzokorora kana kuhwiridza.
- VaYao vanoti kuwilingala (to repeat in close succession) vachireva kudzokorora zvakatevedzana.
- VaYao vanoti luwila (the second time of hoeing) vachireva kusakura kechipiri.