(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Kyushu - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Kyushu

Kubva Wikipedia

Kyushu (Chijapa: (九州きゅうしゅう, Kyūshū; Kyuushuu; kureva. "matunhu pfumbambwe") kana Kyuushuu, ndichochitsuwa chitatu pakukura pakati pezvitsuwa zvishanu zve Japani uye ndicho chakagadzikwa kuruchamhembe-mhembe (Okinawa isingasanganiswi). Mumashure yaimbozivikanwa nemazita ekuti Kyuukoku (きゅうこく, "Nyika pfumbamwe"), Chinzei (鎮西ちんぜい, "Madokero eNzimbo yakaPasifikwa") uye saTsukushi-no-shima (筑紫つくしとう, "Chitsuwa cheTsukushi").

Zita yaro yemunhoroondo Saikaidho (西海にしうみみち, kureva. Wurungo reBhahari reMadokero) raturukirwa Kyushu ne zvitsuwa zvinoipoteredza. Kyushu ine unda rwe 36,782 skweya makiromita (14,202 sk mi) uye yaive nehuwandu hwevanhu hwe 14,311,224 muna 2018.