(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Sangano reHutano Pasirose - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Sangano reHutano Pasirose

Kubva Wikipedia

Sangano reHutano Pasirose (World Health Organisation) ibazi reMubatanidzwa weNyika Pasirose rinoita mabasa anotsigira kuchengetedzwa kwehutano munyika dziri Pasirose.