Twi
Mataridziko
Twi mutauro wemarudzi eKwa unowanikwa kuGhana.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Twi inoti kurokuro (prattling - talk at length in a foolish or inconsequential way). Mamwe mazwi:
- Twi inoti osoro (n. the upper part or parts; heaven; the space above; up on, over, upon, upward, high). Fananidzai nokuti kumusoro?
- Twi inoti ase (the nether or lower part of, or end or beginning; down, under, below, ben eath, downward) kureva pasi.
- Twi inoti nam (n. meat) kureva nyama. Mamwe mazwi: how (dry). nanhowe (n. dried meat).
- Twi inoti dua (n. a shrub, a small piece of wood) kureva gwenzi. Mamwe mazwi: basa (an arm).
- Twi inoti anan (four) kureva ina. Mamwe mazwi: koro (single, only).
- Twi inoti do (do, to love) kureva kuda. Mamwe mazwi: duru (v. to descend).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Twi inoti sua (to be small). Fananidzai nokuti chitsuwa.
- Twi inoti bea (to lie across). Mamwe mazwi: sika (n. gold) kureva ndarama.
- Twi inoti hwanyan (stir, scatter) kureva kumwariridza. Mamwe mazwi: mfote (a type of ant).
- Twi inoti ani (n. an eye, a face; the surface; 2 . the sp ace abov e a surface ; 3 . on, up on, over, above).
- Twi inoti toa (a box) kureva bhokisi. Mamwe mazwi: dade (n. iron). Tono (v. to forge).
- Twi inoti ka, kawa (a ring) kureva rhingi. Mamwe mazwi: darewa (n. a fishing hook).
- Twi inoti osuani (a scholar) kureva mudzidzi. Mamwe mazwi: sua (v. learn).
- Twi inoti digua (to trade) kureva kushava. Mamwe mazwi: oguadini (n. trader).
- Twi inoti obarima (a man) kureva murume. Mamwe mazwi: oba (a woman) kureva mukadzi.
- Twi inoti onini (the male of animals) kureva mukono wemhuka. Mamwe mazwi: obere (the female of animals).
- Twi inoti okunu (n. a husband) kureva murume wa. Mamwe mazwi: oyere (a wife).
- Twi inoti nana (a grandparent). Mamwe mazwi: edin (n. a name) kureva zita.
- Twi inoti sanya (n. tin). Mamwe mazwi: fua (single). Burofua (single grain).
- Twi inoti duru (heavy) kureva kurema. Mamwe mazwi: kese (great). Nyin (grow).
- Twi inoti nya (slow) kureva chinono. Mamwe mazwi: kanwe (fresh).
- Twi inoti hunu (empty). Mamwe mazwi: ofufu (white) - fananidzai nokuti hupfu uye ruvara rwacho?
- Twi inoti bere (to redden, to ripen) kureva kuibva. Mamwe mazwi: yare (to be sick). Ware (to be long).
- Twi inoti osore (he prays). Mamwe mazwi: nsesa (exchange) kureva kutsinhanisa.
- Twi inoti mmene (nearness, neighbourhood). Mamwe mazwi: bea (to cross, to impede, to lie across).
- Twi inoti twere (v. to write) kureva kunyora. Mamwe mazwi: kuro (n. a town) kurena guta.