Makawo
Makawo (Put. macao; macau, Cha.
Kare yaive koloni ye chiPutukezi, teritori ye ChiMakawo Putukezi yakaliswa pokutanga kuPutukezi se posti yekushava munguva ye Vuhlanga rwe Ming muna 1557. Putukezi yakabhadhara renti yayo yegore uye ikaisa teritori racho nyasi pe muvusi we Chayina kusvika 1887. Noufambe, Putukezi yakabundutsa kodzero yohuendereramberi noukoloni muTreaty ye Perking ye ChiSino-Putukezi. Koloni yacho yakaramba iri nyasi pe utongi hwe Putukezi kusvika 1999, payaka transifewa ku Chayina. Makawo i-special administrative rhijoni ye Chayina, inochengetedza huvusi hwayo hwakazvimirira ne mutandira weupanganhundu nezviriyo kunyikahuru ye Chayina nyasi pe principle yokuti "nyika imwe, mitandira mbiri". Vusanganiso we akitekicha ye Uputukezi ne Uchayina muupakati we nhoroondo we guta iri hwakaita kuti ive ne inscription paUdorongodzwa hwe Heriteji ye Pasirose ye UNESCO muna 2005.
Mashoko ashandiswa
chinjirudzaMayuniti e Upami
chinjirudza- sk mu zvirikumirira skweya mutanho - (sq mi = square miles)
- mutanho [1]