(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Utao - Wikipedia

Utao kana Udhao (zvichireva chikoro chenhondero yeugondamano (道家どうか; daojia) kana kureva chinamato (道教どうきょう; daojiao), zvose zviri zviiri zvinopanana mazano uye mazanodzamu akavamba kuChayina uye anosimudza kugarisana nerugare ne Tao (Chinese: みち; Dào; kureva. 'Nzira', 'Thoroughfare'); Tao paunjee zvinoreva mabviro ezvose uye chitange zve uzima uripo.

Ringai zve:

chinjirudza