(Translated by https://www.hiragana.jp/)
Huwandu - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Huwandu

Kubva Wikipedia
The printable version is no longer supported and may have rendering errors. Please update your browser bookmarks and please use the default browser print function instead.

Huwandu kuverengwa kwezvinhu kuti zviripo zvingani kana kuti zvine mwero wekukura wakadini.

Mitauro yeBantu

  • VaYao vanoti kuwanda (to be common or general) vachireva kuwanda. VaZigula vanoti ukomo (n. quantity, capacity).
  • MaZulu vanoti anda (Increase, multiply; spread) vachireva kuwanda. Mamwe mazwi: anda (Breed, increase by births).
  • MaZulu vanoti Anda (Be common). Muenzaniso: iyoli elandileyo (the common datura plant). Chopi vanoti kuanda (v. increase in number) kureva kuwanda.
  • VaGiryama vanoti ki-ezo (quantity). VaGiryama vanoti unji (large quantity). VaGiryama vanoti uchache (small quantity).
  • VaKongo vanoti jingi (variety, many). Apa j anodudza sezvinoitwa z pazwi reEnglish rokuti azure.